#wisdom
22 entries
- Chakafukidza dzimba matenga.tsumoWhat covers houses is the roofs.
- Chenga ose manhanga, hapana risina mhodzi.tsumoKeep all the pumpkins; there is none without seeds.
- Chinono chine ngwe, bere rakadya richifamba.tsumoTaking it slowly is the leopard's way; the hyena ate while on the move.
- Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwara.tsumoOnly the soil knows that the baby mouse is ill.
- Chiri mumwoyo chiri muninga.tsumoWhat is in the heart is in a deep cave.
- Dzvinyu kuzamba zuva, huona bako.tsumoA lizard basks in the sun because it has a rock shelter in sight.
- Harahwa mbiri hadzibidzani rwizi.tsumoTwo old men do not help each other across a river.
- Kubaya gudo nemukanwadimikiraTo stab a baboon through the mouth.
- Kuramba nyama yechidembo hunge uine yetsuro.tsumoIf you refuse polecat meat, you must have hare meat.
- Kuruma nzevedimikiraTo bite the ear.
- Kutaura seune muti mukanwadimikiraTo speak as if you have medicine in your mouth.
- Kuziva mbuya huudzwa.tsumoKnowing your mother-in-law comes from being told.
- Matakadya kare haanyaradzi mwana.tsumoWhat we ate long ago does not quiet a hungry child.
- Mwana muduku kubvuma rwendo, rwake ruri mberi.tsumoWhen a small child agrees to an errand, it has an errand of its own ahead.
- Ndambakuudzwa akaonekwa nembonje pahuma.tsumoThe one who refused to be told was seen with a scar on the forehead.
- Nhamo yomumwe hairambirwi sadza.tsumoAnother person's trouble is no reason to refuse your food.
- Panorairwa mwana wamambo, muranda teerera.tsumoWhen the king's son is being advised, servant, listen.
- Rega kuyera nyoka negavi iyo iripo.tsumoDo not measure the snake with a strip of bark while the snake itself is here.
- Shiri ine muriro wayo haiuregi.tsumoA bird with its own call does not give it up.
- Simba rehove riri mumvura.tsumoA fish's strength is in the water.
- Tsvaga zano iwe une rakowo.tsumoSeek advice when you have a plan of your own.
- Zvikoni zvikoni, mimba haibvi negosoro.tsumoWhat cannot be done cannot be done; a pregnancy does not come out with a cough.