#respect
5 entries
- Chenga ose manhanga, hapana risina mhodzi.tsumoKeep all the pumpkins; there is none without seeds.
- Kubata maokodimikiraTo hold hands.
- Kushaya ganda kumesodimikiraTo have no skin on the face.
- Murombo munhu.tsumoA poor person is a person.
- Mwana washe muranda kumwe.tsumoA chief's child is a servant elsewhere.