#family
10 entries
- Chakafukidza dzimba matenga.tsumoWhat covers houses is the roofs.
- Chawawana idya nehama, mutorwa ane hanganwa.tsumoEat what you have found with your relatives; a stranger is forgetful.
- Hapana mhou inokumira mhuru isiri yayo.tsumoNo cow lows for a calf that is not its own.
- Kubva zeradimikiraTo leave the age (of childhood).
- Kutiza mukumbodimikiraTo run away to a man's home.
- Kutsika mwedzidimikiraTo step on the moon.
- Kuve zai regondodimikiraTo be an eagle's egg.
- Kuwanda huuya, museve wakapotera pamuzukuru.tsumoBeing many is good: the arrow struck the nephew instead.
- Mbudzi kudya mufenje, hufana nyina.tsumoA goat eats the mufenje tree because it takes after its mother.
- Mhembwe rudzi, inozvara mwana ane kazhumu.tsumoThe duiker is true to its kind: it bears a young one with a tuft on its head.